โ›บ
๐Ÿ”— โš™๏ธ

Mudiwa Wangu from Tisvikeiwo by The Mbira Renaissance Band

Tracklist
4.Mudiwa Wangu5:02
Lyrics

Mudiwa wangu, aiwa mudiwa wangu
ndiani ambomuona ? Ndiani ambomuona?
Ko kunaka kwake ? Aiwa kunaka kwake ?
Ndiani ambokuona ? Ndiani ambokuona?

Come my love, come my love,
Live with me, live with me,
Come with me, Come with me
Be with me, Be with me
Happily, happily
We shall live, we shall live
Humbly, humbly,
We shall be, we shall be

Mafambiro ake, aiwa kufamba kwake,
Ndiani ambokuona ? Ndiani ambokuona ?
Ko kutaura kwake, aiwa kutaura kwake,
Ndiani ambokunzwa ? Ndiani ambokunzwa?

Come my love, come my love,
Live with me, live with me,
Come with me, Come with me
Be with me, Be with me
Happily, happily
We shall live, we shall live
Humbly, humbly,
We shall be, we shall be

Credits
from Tisvikeiwo, track released January 10, 2015
Vocals: Chaka Zinyemba, Rumbi Zinyemba, Enoch Attey, Ronald Nyandoro
Mbira: Ronald Nyandoro & Chaka Zinyemba
Bass Guitar: James Stuart
Drums: Vinay Jhass
Producer: Riverdale Recorders
LicenseAll rights reserved.
Tags
Recommendations